We’ve updated our Terms of Use to reflect our new entity name and address. You can review the changes here.
We’ve updated our Terms of Use. You can review the changes here.

WAKAPINDWA NEI | single

by Kazz Khalif

/
  • Streaming + Download

    Purchasable with gift card

     

1.
Kazz Khalif Taimbodanana, tichinzwanana Mumwe wangu Patai onana zvataipanana Nhai chimwe changu Zvakachinja seiko Mumwe wangu Zvakachinja neiko Mumwe wangu Nhai mudiwa wangu Wakapindwa nei ko Nhai mudiwa wangu Wakapindwa nei ko Mumwe wangu "Mumwe wangu" Nhai mudiwa wangu "Wakapindwa nei ko" Mudiwa wangu "Wakapindwa nei ko" Mumwe wangu "Wakapindwa nei ko" "Wakapindwa nei ko" Mumwe wangu "Wakapindwa nei ko" "Wakapindwa nei ko" Mudiwa wangu Mazuvaano waakugara wakatsamwa tsamwaa Handizivi pandakatadza shamwari Kana pane chiri kunetsa taura Ndino gadzirira sei nhai darlie Pamwe ini ndakatadza so Ndini ndakabhaiza so Pamwe handisini zvimwe ndiwe Wakango zvineterawo Ndiri kuona change in you Hazvichambo flowa Hameno wakaita sei love yacho yaakubhowa Zvakachinja seiko Mumwe wangu Zvakachinjwa neiko Chimwe changu Nhai mudiwa wangu Wakapindwa nei ko nhai mudiwa wangu Wakapindwa nei ko Mumwe wangu Mumwe wangu "Wakapindwa nei ko" Mumwe wangu "Wakapindwa nei ko" Mumwe wangu
2.
3.
4.

credits

released March 20, 2024

Written by Pride Mteliso.
Beat produced/composed by Vincent Majonga.
Vocals by Kazz Khalif
Executive Produced by Tinashe Sahanga
Music mixed and mastered by Scott Whitman / Kitambo lab.

license

all rights reserved

tags

about

Kazz Khalif Milton Keynes, UK

contact / help

Contact Kazz Khalif

Streaming and
Download help

Report this album or account

Kazz Khalif recommends:

If you like Kazz Khalif, you may also like: